Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 45:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Anofanira kuona kuti pane bhagidhi roupfu pahandira yoga yoga uye bhagidhi roupfu pahondohwe imwe neimwe namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi roga roga pamupiro wembesanwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋuye unofanira kugadzira cipiriso coʋupfu, efa imŋe panzombe imŋe neimŋe, neefa imŋe pagondobge rimŋe nerimŋe, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Uye anofanira kugadzira chipiriso choupfu, efa imwe panzombe imwe neimwe, neefa imwe pahondohwe rimwe nerimwe, nehini yamafuta paefa imwe neimwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Anofanira kuona kuti pane bhagidhi roupfu pahandira yoga yoga uye bhagidhi roupfu pahondohwe imwe neimwe namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi roga roga pamupiro wembesanwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Anofanira kuuya nechipiriso chezviyo paefa imwe chete pahando imwe neimwe, uyewo efa pagondobwe rimwe nerimwe, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 45:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy