Ezekieri 45:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pamwedzi wokutanga pazuva rokutanga romwedzi, unofanira kutora handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi uchenure Nzvimbo Inoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀanzi naShe Jehova: Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa rokutaŋga romŋedzi, munofanira kutora nzombe ɗuku isinemhoȿa, ndokunatsa nɀimbo tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nomwedzi wokutanga, nezuva rokutanga rwomwedzi, munofanira kutora nzombe duku isina mhosva, ndokunatsa nzvimbo tsvene.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvanzi naTenzi Mwari, “Pamwedzi wokutanga pazuva rokutanga romwedzi, unofanira kutora handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi uchenure Nzvimbo Inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Mumwedzi wokutanga pazuva rokutanga unofanira kutora hando duku isina kuremara ugonatsa nzvimbo tsvene. Viz kapitola |