Ezekieri 44:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Panze pokuti imi muite basa rokuchengeta munzvimbo yangu inoera makatoisa imi vatorwa kuti ivo ndivo vave nebasa rokuchengetedza muNzvimbo yangu Inoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Hamuna‐kuceŋgeta ɀinhu ɀaŋgu ɀitȿene, asi makagadza ʋatariri ʋanokuceŋgeterai imi ɀinhu ɀaŋgu munɀimbo yaŋgu tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Hamuna kuchengeta zvinhu zvangu zvitsvene, asi makagadza vatariri vanokuchengeterai imi zvinhu zvangu munzvimbo yangu tsvene.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Panze pokuti imi muite basa rokuchengeta munzvimbo yangu inoera makatoisa imi vatorwa kuti ivo ndivo vave nebasa rokuchengetedza muNzvimbo yangu Inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pachinzvimbo chokuita mabasa enyu akafanira zvinhu zvangu zvitsvene, makagadza vamwe vanhu kuti vave vatariri venzvimbo yangu tsvene. Viz kapitola |