Ezekieri 44:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 zvokubvumira vatorwa, vanhu vane mwoyo nomuviri isina kudzingiswa kuti vave muNzvimbo yangu Inoera vachiin'oresa pamunopira kwandiri zvokudya zvangu namafuta neropa. Makatyora chitenderano changu pamusoro pezvounyangadzi hwenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 iɀo ɀokupinza kwenyu ʋatorwa, ʋanemŋoyo isino‐kudziŋgiswa nenyama isino‐kudziŋgiswa, kuti ʋaʋe munɀimbo yaŋgu, mucimhura iyo imba yaŋgu, kana mucindiʋigira ɀokudya, namafuta neropa; ʋakaputsa suŋgano yaŋgu, ʋacinyanyisa ɀinonyaŋgadza ɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 izvo zvokupinza kwenyu vatorwa, vane mwoyo isina kudzingiswa nenyama isina kudzingiswa, kuti vave munzvimbo yangu, muchimhura iyo imba yangu, kana muchindivigira zvokudya, namafuta neropa; vakaputsa sungano yangu, vachinyanyisa zvinonyangadza zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 zvokubvumira vatorwa, vanhu vane mwoyo nomuviri isina kudzingiswa kuti vave muNzvimbo yangu Inoera vachiin'oresa pamunopira kwandiri zvokudya zvangu namafuta neropa. Makatyora chitenderano changu pamusoro pezvounyangadzi hwenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pamusoro pezvinonyangadza zvamakaita, makapinza vatorwa vasina kudzingiswa pamwoyo napanyama munzvimbo yangu tsvene, muchizvidza temberi yangu muchindipa zvokudya, mafuta neropa, uye makaputsa sungano yangu. Viz kapitola |