Ezekieri 44:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi ndokubva ati kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu pfundira mumwoyo mako ucherechedze nemeso ako unzwe nenzeve dzako zvose zvandichakutaurira zvinonangana nemirao yose yeTemberi yaTenzi nemirao yayo yose, uzvichengetedze mumwoyo mako kuti ndavanani vanobvumirwa kupinda pamusuo weTemberi uye kuti ndavanaani vasingabvumirwi muNzvimbo Inoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jehova akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, cerekedza ɀakanaka, utarire nameso ako, unzwe nenzeʋe dzako ɀose ɀandinokuʋudza pamsoro pemitemo yose yeimba yaJehova, nemirairo yayo yose; cerekedza ɀakanaka panopindwa napo paimba, napanoɓuɗiwa napo pose panɀimbo tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, cherechedza zvakanaka, utarire nameso ako, unzwe nenzeve dzako zvose zvandinokuudza pamusoro pemitemo yose yeimba yaJehovha, nemirayiro yayo yose; cherechedza zvakanaka panopindwa napo paimba, napanobudiwa napo pose panzvimbo tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi ndokubva ati kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu pfundira mumwoyo mako ucherechedze nemeso ako unzwe nenzeve dzako zvose zvandichakutaurira zvinonangana nemirao yose yeTemberi yaTenzi nemirao yayo yose, uzvichengetedze mumwoyo mako kuti ndavanani vanobvumirwa kupinda pamusuo weTemberi uye kuti ndavanaani vasingabvumirwi muNzvimbo Inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, cherechedza zvakanaka, nyatsoteerera uye unzwisise zvinhu zvose zvandinokuudza maererano nemitemo yose yetemberi yaJehovha. Ucherechedze panopindwa napo mutemberi uye napanobudiwa napo panzvimbo tsvene. Viz kapitola |