Ezekieri 44:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Havafaniri kuroora chirikadzi kana mukadzi akarambwa, asi mhandara chete yorudzi rwemba yaIsiraeri kana chirikadzi yomupristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Haʋafaniri kuwana cirikadzi, kana mukadzi wakarambga nomurume; asi ʋanofanira kuwana mhandara pakati paʋana ʋeimba yaIsraeri, kana cirikadzi, iri cirikadzi yomuprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Havafaniri kuwana chirikadzi, kana mukadzi akarambwa nomurume; asi vanofanira kuwana mhandara pakati pavana veimba yaIsiraeri, kana chirikadzi, iri chirikadzi yomupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Havafaniri kuroora chirikadzi kana mukadzi akarambwa, asi mhandara chete yorudzi rwemba yaIsiraeri kana chirikadzi yomupristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Havafaniri kuwana chirikadzi kana mukadzi akarambwa, vanofanira kuwana mhandara dzorudzi rwaIsraeri kana chirikadzi dzavaprista. Viz kapitola |