Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 43:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvino chiratidzo chandakaona chakanga chakafanana nechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta, chakaitawo sechiratidzo chandakamboona ndiri pedyo nerwizi rweKebhari. Ndakawira pasi nouso.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀakaŋga ɀakafanana neɀandakaʋona, iɀo ɀandakaʋona ŋguʋa yandakaʋuya kuzoparadza guta; ɀandakaʋona ɀino ɀakaŋga ɀakafanana neɀandakaʋona parwizi rwaKebari; ini ndikawira pasi neciso caŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvakanga zvakafanana nezvandakaona, izvo zvandakaona nguva yandakauya kuzoparadza guta; zvandakaona zvino zvakanga zvakafanana nezvandakaona parwizi rwaKebhari; ini ndikawira pasi nechiso changu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvino chiratidzo chandakaona chakanga chakafanana nechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta, chakaitawo sechiratidzo chandakamboona ndiri pedyo nerwizi rweKebhari. Ndakawira pasi nouso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Chiratidzo chandakaona chakanga chakaita sechiratidzo chandakanga ndamboona paakauya kuzoparadza guta uye nechiratidzo chandakaona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 43:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy