Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 42:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Pakanga pakatarisana nepamwe paiita gumi ramamita pakanga pari penhandare yomukati pakatarisanawo nakahuva kokunhandare yokunze paiva nemba dzenhurikidzwa nhatu dzina maperere.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Pakatarisana namakubiti makumi maʋiri oruʋazhe rwomukati, ʋuye pakatarisana neguʋa rakaroŋgwa roruʋazhe rwokunze, kwakaŋga kunamaɓiraʋira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Pakatarisana namamita makumi maviri oruvanze rwomukati, uye pakatarisana neguva rakarongwa roruvanze rwokunze, kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Pakanga pakatarisana nepamwe paiita gumi ramamita pakanga pari penhandare yomukati pakatarisanawo nakahuva kokunhandare yokunze paiva nemba dzenhurikidzwa nhatu dzina maperere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Pakatarisana namakubhiti makumi maviri oruvazhe rwomukati, uye pakatarisana nenzira yakanga yakavakirwa yoruvazhe rwokunze kwakanga kuna mabiravira akatarisana, akaturikidzwa ari matatu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 42:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy