Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 41:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndakaonawo kuti muTemberi makanga muine huva yakakwirira kutenderera yose. Ugaro hwedzimba dzomumativi dzacho hwakanga huchiita mamita maviri marefu kureba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndakaʋona ʋo kuti paimba pakaŋga panapamŋe pakakwirira kumatiʋi ose; nheyo dzamakamuri okumatiʋi dzakaȿika rutsaŋga rwose, makubiti matanhatu kuȿikira pakusoŋgana kwamadziro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndakaonawo kuti paimba pakanga panapamwe pakakwirira kumativi ose; nheyo dzemukamuti okumativi dzakasvika rutsanga rwose, mamita matanhatu kusvikira pakusangana kwamadziro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndakaonawo kuti muTemberi makanga muine huva yakakwirira kutenderera yose. Ugaro hwedzimba dzomumativi dzacho hwakanga huchiita mamita maviri marefu kureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndakaona kuti temberi yakanga ina pakakwirira kumativi ayo ose, panova ndipo paiva nheyo yamakamuri omumativi. Yaiva nourefu hwakaenzana netsvimbo yokuyera yakareba makubhiti matanhatu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 41:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy