Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 41:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akaerawo Temberi ikaita mamita makumi mashanu kureba uye nhandare neimba yacho iyoyo namadziro ayo zvikaitawo makumi mashanu amamita kureba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Saiɀoɀo akayera imba, ikaita makubiti anezana pakureɓa; ʋuye nɀimbo yaiʋa yoga, neimba namadziro ayo, ɀikaita makubiti anezana pakureɓa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Saizvozvo akayera imba, ikaita mamita ane zana pakureba; uye nzvimbo yaiva yoga, neimba namadziro ayo, zvikaita mamita ane zana pakureba;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akaerawo Temberi ikaita mamita makumi mashanu kureba uye nhandare neimba yacho iyoyo namadziro ayo zvikaitawo makumi mashanu amamita kureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo akayera temberi; yakanga ina makubhiti zana pakureba, uye ruvazhe rwetemberi neimba namadziro ayo yaivawo namakubhiti zana pakureba.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 41:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy