Ezekieri 41:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Imba yaive iri kumadokero yakanga yakatarisana nenhandare yeTemberi yaiva iri makumi matatu amamita ana mamita mashanu upamhi. Chidziro chemba iyoyo chakanga chiine ukobvu hunoita mamita maviri ane hafu. Kureba kwayo kwakanga kuchiita makumi mana amamita ana mamita mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Imba yakaŋga iri pamberi penɀimbo, yaiʋa yoga kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, yakaita makubiti makumi manomŋe paʋupamhi bgayo; cidziro ceimba kumatiʋi ose cakaita makubiti mashanu paʋukobvu, namakubiti makumi mapfumbamŋe pakureɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Imba yakanga iri pamberi penzvimbo, yaiva yoga kurutivi rwamavirazuva, yakaita mamita makumi manomwe paupamhi hwayo; chidziro cheimba kumativi ose chakaita mamita mashanu paukobvu, namamita makumi mapfumbamwe pakureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Imba yaive iri kumadokero yakanga yakatarisana nenhandare yeTemberi yaiva iri makumi matatu amamita ana mamita mashanu upamhi. Chidziro chemba iyoyo chakanga chiine ukobvu hunoita mamita maviri ane hafu. Kureba kwayo kwakanga kuchiita makumi mana amamita ana mamita mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Imba yakatarisana noruvazhe rwetemberi nechokumavirira yaisvika makubhiti makumi manomwe paupamhi. Madziro eimba akanga ana makubhiti mashanu paukobvu kumativi ose, uye urefu hwawo hwaisvika makubhiti makumi mapfumbamwe. Viz kapitola |