Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Magwatidziro acho rimwe nerimwe raiita mita imwechete izvozvo kamba keSuo Guru kakanga kari mukati kwokupedzesera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo akayera ɓiraʋira resuʋo, ɀikaita makubiti masere, nembiru dzaro, makubiti maʋiri; ɓiraʋira resuʋo rakaŋga riri kurutiʋi rweimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo akayera biravira resuo, zvikaita mamita masere, nembiru dzaro, mamita maviri; biravira resuo rakanga riri kurutivi rweimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Magwatidziro acho rimwe nerimwe raiita mita imwechete izvozvo kamba keSuo Guru kakanga kari mukati kwokupedzesera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 rakanga rakadzika kwamakubhiti masere uye mbiru dzacho makubhiti maviri paukobvu. Biravira resuo rakanga rakanangana netemberi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy