Ezekieri 40:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Imbawo iyo yakatarisa kuchamhembe, ndeyavapristi vebasa rokuona nezveatari, ivava ava ndovanakomana vokwaZadhoki, ndivo voga pakati pavanakomana vokwaRevhi vangaswedere kuna Tenzi kuzomushandira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 kamuri, rakatarira kurutiʋi rwokumsoro, nderaʋaprista, ʋaceŋgeti ʋeɓasa reartari; ndiʋo ʋanakomana ʋaZadoki, ʋanobva pakati paʋanakomana ʋaRevi, ʋacisweɗera kunaJehova kuzomushumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 kamuri, rakatarira kurutivi rwokumusoro, nderavapristi, vachengeti vebasa rearitari; ndivo vanakomana vaZadhoki, vanobva pakati pavanakomana vaRevhi, vachiswedera kuna Jehovha kuzomushumira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Imbawo iyo yakatarisa kuchamhembe, ndeyavapristi vebasa rokuona nezveatari, ivava ava ndovanakomana vokwaZadhoki, ndivo voga pakati pavanakomana vokwaRevhi vangaswedere kuna Tenzi kuzomushandira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Uye kamuri rakatarisa kumusoro nderavaprista vanochengeta aritari. Ava ndivo vana vaZadhoki, vanova ndivo vaRevhi chete vangaswedera pedyo naJehovha kuti vashumire pamberi pake.” Viz kapitola |