Ezekieri 40:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Mahwindo aro nekamba kapamusuo, nemirara iya yokuvezera yakanga yakaenzana neiya yokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva. Raiva namatanho manomwe okukwira kwariri. Kamba karo kapamusuo kaive nechomukati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mawindi aro, namaɓiraʋira aro, nemicindwe yaro ɀakaŋga ɀakaenzana neciyero cesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋanhu ʋaikwira’ko neɀikwiriso ɀinomŋe; maɓiraʋira aro akaŋga ari pamberi paro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mahwindo aro, namabiravira aro, nemichindwe yaro zvakanga zvakaenzana nechiyero chesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva; vanhu vaikwirako nezvikwiriso zvinomwe; mabiravira aro akanga ari pamberi paro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mahwindo aro nekamba kapamusuo, nemirara iya yokuvezera yakanga yakaenzana neiya yokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva. Raiva namatanho manomwe okukwira kwariri. Kamba karo kapamusuo kaive nechomukati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mawindo aro, mabiravira aro uye miti yokushongedza yemichindwe, zvakanga zvakangoenzana nezviya zvesuo rakanga rakatarisa kumabvazuva. Zvikwiriso zvinomwe ndizvo zvaisvitsa ikoko, zvakatarisana nebiravira racho. Viz kapitola |