Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Paneɀandakaratidzwa naMŋari, wakandiȿitsa munyika yaIsraeri, akandiisa pagomo refu‐refu, pakaŋga panecinhu cakaŋga cakafanana neguta kurutiʋi rwezasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pane zvandakaratidzwa naMwari, akandisvitsa munyika yaIsiraeri, akandiisa pagomo refu-refu, pakanga pane chinhu chakanga chakafanana neguta kurutivi rwezasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Pane zvandakaratidzwa naMwari akanditora akandiendesa kunyika yeIsraeri akandimisa pagomo refu refu, zasi kwaro kwakanga kune dzimba dzakanga dzichiratidzika seguta.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy