Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvino kahuva kacho kaitevedzana namativi emisuo mikuru kachitevedza kureba kwakaita misuo mikuru yacho. Ndokacho kaiva kahuva kapazasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Guʋa rakaroŋgwa rakaŋga riri kurutiʋi rwamasuʋo, rakaenzana pakureɓa kwaro namasuʋo, iro guʋa rakaroŋgwa rapasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Guva rakarongwa rakanga riri kurutivi rwamasuo, rakaenzana pakureba kwaro namasuo, iro guva rakarongwa rapasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvino kahuva kacho kaitevedzana namativi emisuo mikuru kachitevedza kureba kwakaita misuo mikuru yacho. Ndokacho kaiva kahuva kapazasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Yakanga yakaganhurana norutivi rwamasuo uye yakaenzana paupamhi sokureba kwadzakanga dzakaita; ndiyo yakanga iri nzira yakavakirwa yenyasi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy