Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 40:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Akazondisvitsa munhandare yokunze, onei, imomo maiva nedzimba uye nekahuva kakanga kakatenderera nhandare iyoyo. Paiva namakumi matatu edzimba dzakanga dzakatarisana nekahuva ikako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino wakandiisa muruʋazhe rwokunze, ndikaʋona makamuri neguʋa rakaroŋgwa namabge, ɀakaitirwa ruʋazhe kumatiʋi ose; kwakaŋga kunamakamuri makumi matatu paguʋa rakaroŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino akandiisa muruvanze rokunze, ndikaona makamuri neguva rakarongwa namabwe, zvakaitirwa ruvanze kumativi ose; kwakanga kuna makamuri makumi matatu paguva rakarongwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akazondisvitsa munhandare yokunze, onei, imomo maiva nedzimba uye nekahuva kakanga kakatenderera nhandare iyoyo. Paiva namakumi matatu edzimba dzakanga dzakatarisana nekahuva ikako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo akandipinza muruvazhe rwokunze. Ndakaona dzimba ikoko uye nzira dzakanga dzakavakirwa dzakakomberedza ruvazhe; makanga muna makamuri makumi matatu aiva mujinga menzira yakavakirwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 40:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy