Ezekieri 40:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Paiva nechokudzivirira nacho mberi kwedzimba dzomumativi idzodzo divi rimwe nerimwe richiita hafu yemita. Dzimba idzi dzaiva namativi akaenzana dzichiita mamita matatu rutivi rwega rwega. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kawkaŋga kunorumhanda pamberi pamakamuri, rwakaita kubiti rimŋe necoʋuno, norumhanda rwakaita kubiti rimŋe neceseri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kwakanga kuno rumhanda pamberi pamakamuri, rwakaita mita rimwe nechemberi, norumhanda rwakaita mita rimwe necheseri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Paiva nechokudzivirira nacho mberi kwedzimba dzomumativi idzodzo divi rimwe nerimwe richiita hafu yemita. Dzimba idzi dzaiva namativi akaenzana dzichiita mamita matatu rutivi rwega rwega. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Pamberi pekamuri rimwe nerimwe pakanga pane madziro akareba kubhiti rimwe chete, uye makamuri akanga ana makubhiti matanhatu akaenzana. Viz kapitola |