Ezekieri 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndiri kukutemera chirango cheIsiraeri chamazuva mazana matatu namazuva makumi mapfumbamwe, zuva roga roga richimirira gorewo rokurangwa kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti ndakatara makore eɀakaipa ɀaʋo aenzane namazuʋa ako, mazuʋa anamazana matatu namakumi mapfumbamŋe; saiɀoɀo ucatakura ɀakaipa ɀeimba yaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti ndakatara makore ezvakaipa zvawo aenzane namazuva ako, mazuva ana mazana matatu namakumi mapfumbamwe; saizvozvo uchatakura zvakaipa zveimba yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndiri kukutemera chirango cheIsiraeri chamazuva mazana matatu namazuva makumi mapfumbamwe, zuva roga roga richimirira gorewo rokurangwa kwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndakakutarira mazuva mamwe chetewo zvakaenzana namakore echivi chavo. Saka uchatakura chivi cheimba yaIsraeri kwamazuva mazana matatu namakumi mapfumbamwe. Viz kapitola |