Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Chokudya chauchadya iwe pazuva chinofanira kunge chichirema mazana maviri amagiramu ana magiramu makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀokudya ɀako ɀaunofanira kudya, ɀicayerwa kurema kwaɀo, mashekeri anamakumi maʋiri nezuʋa rimŋe nerimŋe; ucaɀidya ŋguʋa neŋguʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvokudya zvako zvaunofanira kudya, zvichayerwa kurema kwazvo, mashekeri ana makumi maviri nezuva rimwe nerimwe; uchazvidya nguva nenguva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Chokudya chauchadya iwe pazuva chinofanira kunge chichirema mazana maviri amagiramu ana magiramu makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Uyere mashekeri makumi maviri ezvokudya kuti udye zuva rimwe nerimwe uye udye nenguva dzakatarwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 4:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy