Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 39:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ndichatumira moto kuna Magogu nokuvanhu vakazvigarira havo munyika dzokumahombekombe kwegungwa. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ndicatuma mŋoto kunaMagogi, nokunaʋagere ɀakanaka paɀiwi; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ndichatuma moto kuna Magogi, nokuna vagere zvakanaka pazvivi; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndichatumira moto kuna Magogu nokuvanhu vakazvigarira havo munyika dzokumahombekombe kwegungwa. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ndichatuma moto pamusoro paMagogi uye napamusoro pavagere zvakanaka muzviwi, uye vachaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 39:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy