Ezekieri 39:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Uchafira mumakomo meIsiraeri, iyewe nemhomho dzako idzodzo navanhu vaunenge unavo. Ndichakuita nyama yamagora kushiri dzinodya nyama dzorudzi norudzi uye kuzvikara zvesango kuti udyiwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ucaparadzwa pamakomo aIsraeri, iwe namapoka ako ose, namarudzi aʋanhu anewe; ndicakupa iwe shiri dzamakondo dzamarudzi ose, neɀikara ɀesaŋgo, kuti udyiwe naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Uchaparadzwa pamakomo aIsiraeri, iwe namapoka ako ose, namarudzi avanhu anewe; ndichakupa iwe shiri dzamakondo dzamarudzi ose, nezvikara zvesango, kuti udyiwe nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uchafira mumakomo meIsiraeri, iyewe nemhomho dzako idzodzo navanhu vaunenge unavo. Ndichakuita nyama yamagora kushiri dzinodya nyama dzorudzi norudzi uye kuzvikara zvesango kuti udyiwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uchawa pamakomo aIsraeri, iwe namauto ako ose uye nendudzi dzaunadzo. Ndichakupa iwe sechokudya chemhando dzose dzeshiri dzinodya nyama uye nokumhuka dzesango. Viz kapitola |