Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 39:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ipapo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova Mŋari waʋo, ɀandakaʋatapisa pakati pamarudzi, ndikaʋaʋuŋganidzira ɀe munyika yaʋo; handiŋgatoŋgozosiyi mumŋe waʋo’po;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 “Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, zvandakavatapisa pakati pamarudzi, ndikavaunganidzirazve munyika yavo; handingatongozosiyi mumwe wavopo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, nokuti kunyange ndakavadzingira kuutapwa pakati pendudzi, ndichavaunganidza munyika yavo, pasina wandinosiya.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 39:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy