Ezekieri 39:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Zvino ndava kudzosera pakare makomborero okwaJakobho ndichiitira tsiye nyoro imba yaIsiraeri yose uye ndichaitira shanje zita rangu rinoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀino ndicadzosa kutapxa kwaJakobo, nokunzwira imba yose yaIsraeri nyasha; ndicashiŋgairira zita raŋgu dɀene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, “Zvino ndichadzosa kutapwa kwaJakobho, nokunzwira imba yose yaIsiraeri nyasha; ndichashingairira zita rangu dzvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Zvino ndava kudzosera pakare makomborero okwaJakobho ndichiitira tsiye nyoro imba yaIsiraeri yose uye ndichaitira shanje zita rangu rinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Naizvozvo, zvanzi naIshe Jehovha: Zvino ndichabvisa Jakobho kubva mukutapwa uye ndichanzwira tsitsi vanhu vose veIsraeri, uye ndichashingairira zita rangu dzvene. Viz kapitola |