Ezekieri 39:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndakaita kwavari maererano nokun'ora kwavo uye nokukanganisa kwavo ndikazvivanza uso kwavari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ndakaʋaitira ɀakafanira kusanaka kwaʋo nokuɗarika kwaʋo, ndicaʋaʋanzira ciso caŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ndakavaitira zvakafanira kusanaka kwavo nokudarika kwavo, ndikavavanzira chiso changu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndakaita kwavari maererano nokun'ora kwavo uye nokukanganisa kwavo ndikazvivanza uso kwavari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ndakavaitira zvakafanira kusachena kwavo nokudarika kwavo, uye ndakavavanzira chiso changu. Viz kapitola |