Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 39:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Marudziwo avanhu achaziva kuti imba yaIsiraeri yakaenda kuutapwa pamusana pouipi hwavo nokuti havana kutendeka kwandiri zvokuti ndakazvivanza uso kwavari ndikavaisa mumaoko avavengi vavo ndokubva vose vaurayiwa nehondo yebakatwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Marudzi ose acaziʋa kuti imba yaIsraeri yakatapxa nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo, nokuti ʋakandiɗarikira, ndikaʋaʋanzira ciso caŋgu; naiɀoɀo ndakaʋaisa mumaʋoko aʋadziʋisi ʋaʋo, ʋakaparadzwa ʋose nomunondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Marudzi ose achaziva kuti imba yaIsiraeri yakatapwa nokuda kwezvakaipa zvavo, nokuti vakandidarikira, ndikavavanzira chiso changu; naizvozvo ndakavaisa mumaoko avadzivisi vavo, vakaparadzwa vose nomunondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Marudziwo avanhu achaziva kuti imba yaIsiraeri yakaenda kuutapwa pamusana pouipi hwavo nokuti havana kutendeka kwandiri zvokuti ndakazvivanza uso kwavari ndikavaisa mumaoko avavengi vavo ndokubva vose vaurayiwa nehondo yebakatwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Uye ndudzi dzichaziva kuti vanhu vaIsraeri vakaenda kuutapwa nokuda kwechivi chavo, nokuti vakanga vasina kutendeka kwandiri. Saka ndakavavanzira chiso changu ndikavaisa mumaoko avavengi vavo, uye vose vakaurayiwa nomunondo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 39:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy