Ezekieri 38:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ini ndicaɀikurisa, nokuɀiita mutȿene, nokuɀiziʋisa pamberi pamarudzi mazhinji; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Nokudaro ndicharatidza ukuru hwangu noutsvene hwangu, uye ndichazvizivisa pamberi pendudzi zhinji. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ Viz kapitola |