Ezekieri 38:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Zvanzi naTenzi Mwari handiti ndiwe here wandaireva kubvira pasichigare nomuromo wavaranda vangu vaporofita veIsiraeri vakaporofita mumazuva iwayo kwamakore kuti ndichakuunza kuzovarwisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀanzi naShe Jehova: Ko ndiwe wandakareʋa neŋguʋa yakare naʋaranda ʋaŋgu ʋaprofita ʋaIsraeri, ʋaiprofita namazuʋa iwayo ʋaciita makore mazhinji, kuti ndicakuʋuyisa kuzorwa naʋo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ko ndiwe wandakareva nenguva yakare navaranda vangu vaporofita vaIsiraeri, vaiporofita namazuva iwayo vachiita makore mazhinji, kuti ndichakuuyisa kuzorwa navo here?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Zvanzi naTenzi Mwari handiti ndiwe here wandaireva kubvira pasichigare nomuromo wavaranda vangu vaporofita veIsiraeri vakaporofita mumazuva iwayo kwamakore kuti ndichakuunza kuzovarwisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ko, hauziwe wandakataura nezvako pamazuva ekare navaranda vangu ivo vaprofita vaIsraeri here? Panguva iyoyo vakaprofita kwamakore kuti ini ndichakuuyisa kuzovarwisa. Viz kapitola |