Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 38:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Uchauya kuzorwisa vanhu vangu vaIsiraeri segore raputira nyika iyoyi. Mumazuva achauya ndichakuunza kuzorwisa nyika yangu kuitira kuti marudzi vandizive pandichaonesa kuera kwangu nemairi iwe Gogu ivo vachiona nameso avo.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 ucaʋuya kuzorwa naʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri, wakaita segore rinofukidza nyika; ɀino namazuʋa okupedzisira ndicakuʋuyisa kuti urwe nenyika yaŋgu, kuti marudzi andiziʋe, kana ndaitwa mutȿene pakati pako, iwe Gogi, iʋo ʋaciɀiʋona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 uchauya kuzorwa navanhu vangu vaIsiraeri, wakaita segore rinofukidza nyika; zvino namazuva okupedzisira ndichakuuyisa kuti urwe nenyika yangu kuti marudzi andizive, kana ndaitwa mutsvene pakati pako, iwe Gogi, ivo vachizviona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Uchauya kuzorwisa vanhu vangu vaIsiraeri segore raputira nyika iyoyi. Mumazuva achauya ndichakuunza kuzorwisa nyika yangu kuitira kuti marudzi vandizive pandichaonesa kuera kwangu nemairi iwe Gogu ivo vachiona nameso avo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uchauya kuzorwa navanhu vangu vaIsraeri segore rinofukidza nyika. Mumazuva anouya, iwe Gogi, ndichakuuyisa kuzorwa nenyika yangu, kuitira kuti ndudzi dzigondiziva pandinoratidza utsvene hwangu kubudikidza newe pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 38:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy