Ezekieri 38:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 wobuda mumana rako, kubva kwokupedzesera chaiko kuchamhembe, iyewe navanhu vazhinji vaunenge unavo, vose zvavo vachange vakatasva mabhiza vari gurusvusvu guru ravanhu, hondo huru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino iwe ucaʋuya, ucibva kuʋugaro bgako kumatiʋi okumsoro‐soro, iwe naʋanhu ʋazhinji ʋanewe, ʋose ʋakataȿa maɓiza, riri ɓoka guru nehondo inesimba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino iwe uchauya, uchibva kuugaro hwako kumativi okumusoro-soro, iwe navanhu vazhinji vanewe, vose vakatasva mabhiza, riri boka guru nehondo ine simba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 wobuda mumana rako, kubva kwokupedzesera chaiko kuchamhembe, iyewe navanhu vazhinji vaunenge unavo, vose zvavo vachange vakatasva mabhiza vari gurusvusvu guru ravanhu, hondo huru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uchauya uchibva kunzvimbo yako iri kumusoro chaiko, iwe nendudzi zhinji dzinewe, vose vakatasva mabhiza, vanhu vazhinji, hondo ine simba. Viz kapitola |