Ezekieri 37:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Akazonditi porofita kumweya, mwanakomana womunhu, porofita uti kumweya, zvanzi naTenzi Mwari, “Iwe mweya uya uchibva kumativi mana ufemere pane vakauraiwa ava kuti vave vapenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo akati kwandiri: Profitera kumhepo, profita, mŋanakomana womunhu, uti kumhepo: Ɀanzi naShe Jehova: Ʋuya ucibva kumatiʋi manna anobva mhepo, iwe mŋeya, ufuridzire pamsoro paʋaʋa ʋakaʋurawa, kuti ʋararame. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo akati kwandiri, “Porofitera kumhepo, porofita, Mwanakomana womunhu, uti kumhepo, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Uya uchibva kumativi mana anobva mhepo, iwe mweya, ufuridzire pamusoro pavava vakaurawa, kuti vararame.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akazonditi porofita kumweya, mwanakomana womunhu, porofita uti kumweya, zvanzi naTenzi Mwari, “Iwe mweya uya uchibva kumativi mana ufemere pane vakauraiwa ava kuti vave vapenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo akati kwandiri, “Profita kumhepo; profita, mwanakomana womunhu, uti kwairi, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Uya uchibva kumhepo ina, iwe mweya, ufemere mukati maava vakaurayiwa, kuti vararame.’ ” Viz kapitola |