Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 37:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀanzi naShe Jehova kumafupa awa: Tarirai, ndicapinza mŋeya mukati menyu, mucararama ɀe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa awa, ‘Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya: Ndichaisa mweya mukati menyu mugorarama.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 37:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy