Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 37:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akandipfuʋudza napakati pawo kumatiʋi ose; tarirai, aiʋa’po akawanda kwaɀo pakacena pamupata; ʋuye, tarirai, akaŋga akawoma kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akandipfuudza napakati pawo kumativi ose; tarirai, aivapo akawanda kwazvo pakachena pamupata; uye tarirai, akanga akaoma kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akanditungamirira kuno nokoko pakati pawo, uye ndakaona mapfupa mazhinji zhinji pamusoro pomupata; mapfupa akanga akaoma kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 37:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy