Ezekieri 36:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 nokuti, chionai, ini ndiri kudivi kwenyu uye ndichakucheukai, mucharimwa mugodyarwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti tarirai, ndinemi, ndicatsaukira kwamuri, mucarimŋa nokudɀarwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti tarirai, ndinemi, ndichatsaukira kwamuri, mucharimwa nokudyarwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 nokuti, chionai, ini ndiri kudivi kwenyu uye ndichakucheukai, mucharimwa mugodyarwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndine hanya newe uye ndichakutarira neziso rine tsitsi; ucharimwa ugodyarwa, Viz kapitola |