Ezekieri 36:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 Sezvinongoita matanga ezvipfuwo zvechibayiro, samatanga ezvipfuwo muJerusaremu pamazuva makuru akatemwa. Ndizvo zvichaita maguta aiva matongo kuzara navanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Seɀakaita ɓoka ramakwai anoɓayirwa Jehova, seɀakaita ɓoka ramakwai paJerusarema pamitambo yakatarwa, saiɀoɀo maguta aiʋa matoŋgo acazadzwa namapoka aʋanhu; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Sezvakaita boka ramakwai anobayirwa Jehovha, sezvakaita boka ramakwai muJerusaremu pamitambo yakatarwa, saizvozvo maguta aiva matongo achazadzwa namapoka avanhu; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Sezvinongoita matanga ezvipfuwo zvechibayiro, samatanga ezvipfuwo muJerusaremu pamazuva makuru akatemwa. Ndizvo zvichaita maguta aiva matongo kuzara navanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 sokuwanda kwakaita mapoka ezvipiriso paJerusarema panguva yemitambo yaro yakatarwa. Saka maguta akaparadzwa achazadzwa namapoka avanhu. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitola |