Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Zvanzi naTenzi Mwari, “Izvozvi izvi ndichati vemba yaIsiraeri vandikumbire kuti ndiwanziridze vanhu sedanga rezvipfuwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀanzi naShe Jehova: Asi ndinoɗa kukumbirwa cinhu ici neimba yaIsraeri, kuti ndiʋaitire iɀoɀo; ndicaʋawanzira ʋanhu, ʋaʋe seɓoka ramakwai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvanzi naIshe Jehovha, “Asi ndinoda kukumbirwa chinhu ichi neimba yaIsiraeri, kuti ndivaitire izvozvo; ndichavawanzira vanhu, vave seboka ramakwai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvanzi naTenzi Mwari, “Izvozvi izvi ndichati vemba yaIsiraeri vandikumbire kuti ndiwanziridze vanhu sedanga rezvipfuwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 “Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichagamuchirazve chikumbiro cheimba yaIsraeri ndigovaitira izvi: Ndichawanza kwazvo vanhu vavo sokuwanda kwamakwai,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy