Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Vachati nyika yaive renje yaita sebindu reEdheni. Maguta akanga aparadzwa akasiiwa ava matongo asina chirimo ava kugarwa navanhu uye atova norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ipapo ʋacati: Nyika iyi yaiʋa ɗoŋgo, yafanana nomunda weEdeni; maguta akaŋga akaparadzwa akasiyiwa aiʋa matoŋgo, iwo aʋakirwa ogarwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ipapo vachati, ‘Nyika iyi yaiva dongo, yafanana nomunda weEdheni; maguta akanga akaparadzwa akasiyiwa aiva matongo, iwo avakirwa ogarwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vachati nyika yaive renje yaita sebindu reEdheni. Maguta akanga aparadzwa akasiiwa ava matongo asina chirimo ava kugarwa navanhu uye atova norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vachati, “Nyika iyi yakanga yaparara iye zvino yafanana nebindu reEdheni; maguta akanga ava matongo aparadzwa, zvino akomberedzwa uye ogarwa.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy