Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 “Ndichakununurai kune zvose zvinokun'oresai, ndichati kuuye mbeswa, dziwande uye handizokupai nzara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndicakuponesai patȿina yenyu yose; ndicaɗana ɀiyo, nokuɀiwanza, handiŋgakuremedziyi nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndichakuponesai patsvina yenyu yose; ndichadana zviyo, nokuzviwanza, handingakuremedziyi nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 “Ndichakununurai kune zvose zvinokun'oresai, ndichati kuuye mbeswa, dziwande uye handizokupai nzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndichakuponesai kubva pakusachena kwenyu kwose. Ndichadana zviyo ndigozviwanza uye handingauyisi nzara pamusoro penyu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy