Ezekieri 36:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ndicakupai ʋo mŋoyo mutȿa, nokuisa mukati menyu mŋeya mutȿa; ndicabvisa mŋoyo webge panyama yenyu, ndikupei mŋoyo wenyama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ndichakupaiwo mwoyo mutsva, nokuisa mukati menyu mweya mutsva; ndichabvisa mwoyo webwe panyama yenyu, ndikupei mwoyo wenyama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ndichakupai mwoyo mutsva nokuisa mweya mutsva mukati menyu, ndichabvisa mwoyo webwe mamuri ndigoisa mwoyo wenyama mukati menyu. Viz kapitola |