Ezekieri 36:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 “Naizvozvo taurira imba yaIsiraeri kuti zvanzi naTenzi Mwari zvandavakuita handisi kuitira imi vemba yaIsiraeri asi pamusana pezita rangu rinoera ramakan'oresa mukati memarudzi kwamakaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naiɀoɀo citi kuimba yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Handiiti cinhu ici nokuɗa kwako, iwe imba yaIsraeri, asi nokuɗa kwezita raŋgu dɀene ramakamhura pakati pamarudzi kwamakaenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Naizvozvo chiti kuimba yaIsiraeri, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Handiiti chinhu ichi nokuda kwako, iwe imba yaIsiraeri, asi nokuda kwezita rangu dzvene ramakamhura pakati pamarudzi kwamakaenda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Naizvozvo taurira imba yaIsiraeri kuti zvanzi naTenzi Mwari zvandavakuita handisi kuitira imi vemba yaIsiraeri asi pamusana pezita rangu rinoera ramakan'oresa mukati memarudzi kwamakaenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Naizvozvo uti kuimba yaIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Hakusi kuda kwenyu, imi imba yaIsraeri, kuti ndiite zvinhu izvi, asi imhaka yezita dzvene, ramakasvibisa pakati pendudzi kwamakaenda. Viz kapitola |