Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Pavakaenda mumarudzi, kwose kwose kwavakasvika vakan'oresa zita rangu rinoera paizonzi navanhu ndivoka ava vanhu vaTenzi asi vakabuda munyika make imomo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino ʋakati ʋaciȿika kumarudzi, kwaʋakaenda, ʋakamhura zita raŋgu dɀene, nokuti ʋanhu ʋakati pamsoro paʋo: Aʋa ndiʋo ʋanhu ʋaJehova, ʋakaɓuɗa panyika yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino vakati vachisvika kumarudzi, kwavakaenda, vakamhura zita rangu dzvene, nokuti vanhu vakati pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, vakabuda panyika yake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Pavakaenda mumarudzi, kwose kwose kwavakasvika vakan'oresa zita rangu rinoera paizonzi navanhu ndivoka ava vanhu vaTenzi asi vakabuda munyika make imomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Uye kwose kwose kwavakaenda pakati pendudzi, vakasvibisa zita rangu dzvene, nokuti zvakanzi pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, asi vakatonzi vabve munyika yake.’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy