Ezekieri 36:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndakavamwararisa mukati memarudzi vakabva vatiwo mwarara mukati medzinyika. Ndakavaranga zvakaenzanirana namaitiro avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ndikaʋaparadzira pakati pamarudzi, ʋakadziŋgirwa kunyika dzose; ndakaʋatoŋga ɀakafanira mufambire waʋo neɀaʋakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 ndikavaparadzira pakati pamarudzi, vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo nezvavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndakavamwararisa mukati memarudzi vakabva vatiwo mwarara mukati medzinyika. Ndakavaranga zvakaenzanirana namaitiro avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndakavaparadzira pakati pendudzi, uye vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo namabasa avo. Viz kapitola |