Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “mwanakomana womunhu imba yokwaIsiraeri payaigara munyika mayo yakain'oresa nenzira dzavo nezviito zvavo. Kwandiri, maitiro avo akanga akaita sokun'ora kwomukadzi anenge achitevera

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mŋanakomana womunhu, ŋguʋa yaʋakagara panyika yaʋo, imba yaIsraeri yakaiȿiɓisa nomufambire waʋo neɀaʋaiita; mufambire waʋo pamberi paŋgu wakaŋga wakaita setȿina yomukadzi uri kumŋedzi kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Mwanakomana womunhu, nguva yavakagara panyika yavo, imba yaIsiraeri yakaisvibisa nomufambiro wavo nezvavaiita; mufambiro wavo pamberi pangu wakanga wakaita setsvina yomukadzi ari kumwedzi kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “mwanakomana womunhu imba yokwaIsiraeri payaigara munyika mayo yakain'oresa nenzira dzavo nezviito zvavo. Kwandiri, maitiro avo akanga akaita sokun'ora kwomukadzi anenge achitevera

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Mwanakomana womunhu, vanhu vaIsraeri pavaigara munyika yavo chaiyo, vakaisvibisa namaitiro avo uye namabasa avo. Maitiro avo akanga akaita sokusachena kwomukadzi ari kumwedzi pamberi pangu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy