Ezekieri 36:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvanzi naTenzi Mwari pamusana pokuti vanhu vanoti kwamuri anodya vanhu uye kuti unokonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀanzi naShe Jehova: Ɀaʋanoti kwauri: Iwe uri nyika inopedza ʋanhu, wakatorera rudzi rwako ʋana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvavanoti kwauri, iwe uri nyika inopedza vanhu, wakatorera rudzi rwako vana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvanzi naTenzi Mwari pamusana pokuti vanhu vanoti kwamuri anodya vanhu uye kuti unokonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Nokuti vanhu vanoti kwauri, “Iwe unodya vanhu uye unotorera rudzi rwako vana,” Viz kapitola |