Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 36:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndichaitawo kuti mauri vanhu vatekeshere, imba yose yaIsiraeri, yose zvayo. Maguta achagarwa navanhu nenzvimbo dzerenje dzichavakwa misha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 ndicawanza ʋanhu pamsoro pako, iyo imba yose yaIsraeri, iʋo ʋose; maguta acagarwa, namatoŋgo acaʋakwa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 ndichawanza vanhu pamusoro pako, iyo imba yose yaIsiraeri, ivo vose; maguta achagarwa, namatongo achavakwa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndichaitawo kuti mauri vanhu vatekeshere, imba yose yaIsiraeri, yose zvayo. Maguta achagarwa navanhu nenzvimbo dzerenje dzichavakwa misha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 uye ndichawanza vanhu pamusoro pako, kunyange iyo imba yose yaIsraeri. Maguta achagarwa uye matongo achavakwazve.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 36:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy