Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 35:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Sokufarira kuitwa renje kwakaita nhaka yemba yeIsiraeri, ndozvandichaitawo kwauri uchava renje iwe Gomo reSeiri neEdhomu yose, yose zvayo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Seɀawakafara pamsoro penhaka yeimba yaIsraeri, nemhaka yokuti yakaitwa ɗoŋgo, saiɀoɀo ndicakuitira ʋo; ucaʋa ɗoŋgo, iwe gomo reSeiri, neEdomi rose, iɀo ɀose ɀaro; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Sezvawakafara pamusoro penhaka yeimba yaIsiraeri, nemhaka yokuti yakaitwa dongo, saizvozvo ndichakuitirawo; uchava dongo, iwe gomo reSeiri, neEdhomu rose, izvo zvose zvaro; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Sokufarira kuitwa renje kwakaita nhaka yemba yeIsiraeri, ndozvandichaitawo kwauri uchava renje iwe Gomo reSeiri neEdhomu yose, yose zvayo. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Nokuti iwe wakafara panguva yakaparadzwa nhaka yeimba yaIsraeri, ndizvo zvandichakuitirawo iwe. Uchava dongo, iwe Gomo reSeiri, iwe neEdhomu yose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 35:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy