Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 35:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iwewe wakatozvitutumadzawo kwandiri nomuromo wako ukaita pamuromo kwazvo kwandiri. Ndakazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Makaɀikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndaɀinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Makazvikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iwewe wakatozvitutumadzawo kwandiri nomuromo wako ukaita pamuromo kwazvo kwandiri. Ndakazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Wakazvirumbidza pamusoro pangu uye wakataura zvakaipa pamusoro pangu usingazvidzori, uye ini ndakazvinzwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 35:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy