Ezekieri 35:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 “Pamusana pokuti unotika iwe, marudzi avanhu maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu uye tichazviita kuti zvive zvedu, kunyange zvazvo Tenzi aivamo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀawakati: Marudzi awa maʋiri nenyika idzi mbiri ɀicaʋa ɀaŋgu, icaʋa nhaka yeɗu, kunyaŋge Jehova wakaŋga ari’po; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Zvawakati, ‘Marudzi awa maviri nenyika idzi mbiri zvichava zvangu, zvichava nhaka yedu, kunyange Jehovha akanga aripo;’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Pamusana pokuti unotika iwe, marudzi avanhu maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu uye tichazviita kuti zvive zvedu, kunyange zvazvo Tenzi aivamo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “ ‘Nemhaka yokuti iwe wakati, “Ndudzi mbiri idzi nenyika idzi dzichava dzedu uye tichadzitora,” kunyange dai ini Jehovha ndaivapo, Viz kapitola |