Ezekieri 34:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Imimi ndimi hwai dzangu, hwai dzomumafuro angu. Iniwo ndini Mwari wenyu” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi imi, makwai aŋgu, makwai anofudzwa neni, muri ʋanhu, neni ndiri Mŋari wenyu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Asi imi, makwai angu, makwai anofudzwa neni, muri vanhu, neni ndiri Mwari wenyu,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Imimi ndimi hwai dzangu, hwai dzomumafuro angu. Iniwo ndini Mwari wenyu” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Imi makwai angu, makwai amafuro angu, muri vanhu, uye ini ndiri Mwari wenyu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ” Viz kapitola |