Ezekieri 34:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Munodyaka imi mafuta muchizvipfekedza zvenyu newuru, muchiuraya zvenyu hwayana dzakakodzwa asi kufudza hwai musingafudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Munodya mafuta, munofuka makushe awo, munoɓaya akakora, asi hamufudzi makwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Munodya mafuta munofuka makushe awo, munobaya akakora asi, hamufudzi makwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Munodyaka imi mafuta muchizvipfekedza zvenyu newuru, muchiuraya zvenyu hwayana dzakakodzwa asi kufudza hwai musingafudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Munodya ruomba, munozvifukidza namakushe muchiuraya makwai akakora, asi hamuna hanya namakwai. Viz kapitola |